Mabasa 2:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino kutinhira uku kwakati kwanzwika, ʋanhu ʋazhinji ʋakaʋuŋgana, ʋakakaŋganiswa, nokuti mumŋe nomumŋe wakaʋanzwa, ʋacitaura norurimi rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvino kutinhira uku kwakati kwanzwika, vanhu vazhinji vakaungana, vakakanganiswa, nokuti mumwe nomumwe akavanzwa, vachitaura norurimi rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nokunzwa kutinhira uku, mhomho yavanhu yakaungana vakashamiswa nokuti mumwe nomumwe akanzwa vachitaura norurimi rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Nokunzwa kutinhira uku, mhomho yavanhu yakaungana vakashamiswa nokuti mumwe nomumwe akanzwa vachitaura norurimi rwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vakati vanzwa kutinhira uyu, vazhinji vakaungana pamwe chete vachishamiswa, nokuti mumwe nomumwe akavanzwa vachitaura norurimi rwake chairwo. Viz kapitola |