Mabasa 2:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino paJerusarema pakaŋga pagere ʋaJuda, ʋarume ʋakarurama, ʋaibva kumarudzi ose pasi peɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino paJerusaremu pakanga pagere vaJudha, varume vakarutama, vaibva kumarudzi ose pasi pedenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Izvozvo muJerusaremu makanga muina vaJudha, vanhu vakanga vakazvipira pakunamata, vakanga vauya kuzombogaramo vaibva kumarudzi ose avanhu enyika dzose dziri pasi pedenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Izvozvo muJerusaremu makanga muina vaJudha, vanhu vakanga vakazvipira pakunamata, vakanga vauya kuzombogaramo vaibva kumarudzi ose avanhu enyika dzose dziri pasi pedenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Zvino muJerusarema maigara vaJudha vaitya Mwari vaibva kundudzi dzose pasi pedenga. Viz kapitola |