Mabasa 2:44 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Naʋaitenda ʋose, ʋaiʋa pamŋe cete, ʋakati ɀinhu ɀose ndeɀaʋose; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Navaitenda vose, vaiva pamwechete, vakati zvinhu zvose ndezvavose; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Vose vaitenda vaigara pamwechete, zvinhu zvavo zviri zvavo vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Vose vaitenda vaigara pamwechete, zvinhu zvavo zviri zvavo vose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Vatendi vose vaiva pamwe chete uye vakagoverana zvinhu zvose. Viz kapitola |