Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 2:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ʋarume, hama, ndiŋgakuʋudzai pacena ɀateteguru Davidi, kuti ʋakafa, ʋakaʋigwa, bgiro bgaʋo bguri pakati peɗu kuȿikira nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 “Varume, hama, ndingakuudzai pachena zvatateguru Dhavhidhi, kuti vakafa, vakavigwa, bwiro hwavo huri pakati pedu kusvikira nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 “Hama, regai ndikutaurirei zviri pachena nezvaTateguru wedu Dhavhidhi kuti akafa akavigwa uye guva rake tinaro nanhasi uno.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 “Hama, regai ndikutaurirei zviri pachena nezvaTateguru wedu Dhavhidhi kuti akafa akavigwa uye guva rake tinaro nanhasi uno.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 “Hama, ndingakuudzai ndiine chokwadi kuti tateguru wedu Dhavhidhi akafa akavigwa, uye guva rake richiri pano kusvikira nhasi.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 2:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy