Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 2:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Nokuti Davidi wakataura pamsoro pake, aciti: Ndakaʋona Ishe pamberi paŋgu misi yose, Nokuti uri kurudyi rwaŋgu, kuti ndirege kuzunuŋguswa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Nokuti Dhavhidhi akataura pamusoro pake, achiti, ‘Ndakaona Ishe pamberi pangu misi yose, Nokuti ari kurudyi rwangu, kuti ndirege kuzununguswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Chikonzero ndechokuti Dhavhidhi achitaura nezvake anoti: “Ndaiona Mwari ari pamberi pangu nguva dzose nokuti ari kurudyi kwangu kuti ndirege kuzunguzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Chikonzero ndechokuti Dhavhidhi achitaura nezvake anoti: “Ndaiona Mwari ari pamberi pangu nguva dzose nokuti ari kurudyi kwangu kuti ndirege kuzunguzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Dhavhidhi akataura nezvake achiti: “ ‘Ndakaona Ishe mberi kwangu nguva dzose. Nokuti ari kuruoko rwangu rworudyi, handingatongozungunuswi.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 2:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy