Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 19:40 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Nokuti njodzi ndiyo kuti tiŋgakwirirwa pamsoro peɓope ranhasi, ɀakusinemhoȿa; kana ciri cinhu ici hatiŋgagoni kupindura pamsoro pemhere‐mhere iyi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Nokuti njodzi ndiyo kuti tingakwirirwa pamusoro pebope ranhasi, zvakusina mhosva; kana chiri chinhu ichi hatingagoni kupindura pamusoro pemheremhere iyi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Tine njodzi yokupihwa mhosva yokumutsa manyongori nhasi nokuti hapana chikonzero chatinogona kupa chinonzwika chenyonganyonga iyi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Tine njodzi yokupihwa mhosva yokumutsa manyongori nhasi nokuti hapana chikonzero chatinogona kupa chinonzwika chenyonganyonga iyi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Asi sezvazviri izvi, tiri panjodzi yokuti tingangopiwa mhosva yokumutsa bongozozo nokuda kwezvaitika nhasi. Kana pane chimwezve chamungada kutaura, chinofanira kutaurwa paungano iri pamutemo.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 19:40

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy