Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 19:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Nokuti maʋuya naʋarume aʋa, ʋasati ʋari mbava dzetembere kana ʋamhuri ʋamŋarikadzi weɗu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Nokuti mauya navarume ava, vasati vari mbavha dzetemberi kana vashori vamwarikadzi wedu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Mauya navanhu ava asi havasi vapambi veTemberi kana vanhu vanoshonha mwarikadzi wedu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Mauya navanhu ava asi havasi vapambi veTemberi kana vanhu vanoshonha mwarikadzi wedu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Mauya navarume ava pano, kunyange zvavo vasina kuba temberi dzedu kana kumhura mwarikadzi wedu.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 19:37

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy