Mabasa 18:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino ʋakati ʋacimudziʋisa, nokumutuka, akazuza ŋguʋo dzake, akati kwaʋari: Ropa renyu ŋgariʋe pamsoro penyu; ndakacena, kubva ɀino ndicaenda kuʋahedeni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvino vakati vachimudzivisa, nokumutuka, akazunza nguo dzake, akati kwavari, “Ropa renyu ngarive pamusoro penyu; ndakachena, kubva zvino ndichaenda kuvahedheni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pavakapokana naye vachimunyomba akazunza hanzu dzake akati kwavari, “Ropa renyu ngarikupfukirei! Ini mhosva handisisina. Kubvira iye zvino ndavakuenda kune vechirudzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pavakapokana naye vachimunyomba akazunza hanzu dzake akati kwavari, “Ropa renyu ngarikupfukirei! Ini mhosva handisisina. Kubvira iye zvino ndavakuenda kune vechirudzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi vaJudha vakati vapikisana naPauro uye vachimutuka, akazunza nguo dzake asingafari akati kwavari, “Ropa renyu ngarive pamisoro yenyu! Ini ndakachena pabasa rangu. Kubva zvino ndichaenda kune veDzimwe Ndudzi.” Viz kapitola |