Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 18:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino Sirasi naTimotio ʋakati ʋacizoɓuruka ʋacibʋa Makedonia, Pauro akamanikidzwa neshoko, acipupurira ʋaJuda kwaɀo kuti Jesu ndiye Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino Sirasi naTimoti vakati vachizoburuka vachibva Makedhonia, Pauro akamanikidzwa neshoko, achipupurira vaJudha kwazvo kuti Jesu ndiye Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Pakasvika Sirasi naTimoti vachibva kuMasedhonia, Pauro aiva mubasa rokuparidza, achipupura kuvaJudha, kuti Mesia ndiJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Pakasvika Sirasi naTimoti vachibva kuMasedhonia, Pauro aiva mubasa rokuparidza, achipupura kuvaJudha, kuti Mesia ndiJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Sirasi naTimoti vakati vasvika vachibva kuMasedhonia, Pauro akazvipira kuti aparidze chete, achipupura kuvaJudha kuti Jesu ndiye Kristu.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 18:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy