Mabasa 18:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Wakati aȿika Kesaria, akakwira kundokwazisa kereke, akaɓurukira Antiokia. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Akati asvika Kesaria, akakwira kundokwazisa kereke, akaburukira Andioki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Paakasvika kuSezaria akakwira akandokwazisa sangano ndokuzodzika kuAndiyoku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Paakasvika kuSezaria akakwira akandokwazisa sangano ndokuzodzika kuAndiyoku. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Akati aburuka paKesaria, akakwidza akandokwazisa kereke ipapo ndokubva aburuka oenda kuAndioki. Viz kapitola |