Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 18:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino ʋakati ʋacikumbira kuti agare naʋo ŋguʋa refu, haana‐kutenda;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino vakati vachikumbira kuti agare navo nguva refu, haana kutenda;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Pavakamukumbira kuti ambogarazve, akaramba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Pavakamukumbira kuti ambogarazve, akaramba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Vakati vamukumbira kuti agare navo nguva refu, iye akaramba.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 18:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy