Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 18:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 akawana mumŋe muJuda, wainzi Akwira, worudzi rwaʋePonto, acaŋgobva Itaria, naPrisira mukadzi wake; (nokuti Kraudio wakaŋga araira kuti ʋaJuda ʋose ʋabve Roma); akaenda kwaʋari;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 akawana mumwe muJudha, ainzi Akwira, worudzi rwavePonto, achangobva Itariya, naPirisira mukadzi wake; (nokuti Kiraudhio akanga arayira kuti vaJudha vose vabve Roma); akaenda kwavari;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akawana mumwe muJudha ainzi Akwira, mugari wokuPondusi, akanga achangobva kuItari, nomudzimai wake anonzi Pirisira, nokuti Kiraudiusi akanga ati vaJudha vose ngavabve muRoma. Saka akaenda kundovaona

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Akawana mumwe muJudha ainzi Akwira, mugari wokuPondusi, akanga achangobva kuItari, nomudzimai wake anonzi Pirisira, nokuti Kiraudiusi akanga ati vaJudha vose ngavabve muRoma. Saka akaenda kundovaona

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Ikoko akandosangana nomuJudha ainzi Akwira chizvarwa chePondasi, akanga achangobva kuItari nomukadzi wake Pirisira, nokuti Kiraudhiyo akanga arayira kuti vaJudha vose vabve muRoma. Pauro akaenda kundomuona,

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 18:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy