Mabasa 18:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋakaȿika Efeso, akaʋasiya’po; asi iye amene wakapinda musinagoge, akataurirana naʋaJuda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Vakasvika Efeso, akavasiyapo; asi iye amene akapinda musinagoge akataurirana navaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakasvika kuEfesusi akavasiyako asi iye akamboenda musinagogu akataura kuvaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vakasvika kuEfesusi akavasiyako asi iye akamboenda musinagogu akataura kuvaJudha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vakasvika paEfeso, Pauro akasiya Pirisira naAkwira ipapo. Iye pachake akapinda musinagoge akataurirana navaJudha. Viz kapitola |