Mabasa 18:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ʋaciti: Uyu unogombedzera ʋanhu kuti ʋanamate Mŋari nenzira isiŋgatenderwi nomurairo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 vachiti, “Uyu anogombedzera vanhu kuti vanamate Mwari nenzira isingatenderwi nomurayiro.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 vachiti murume uyu anokurudzira vanhu kunamata Mwari zvisiri pamurao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 vachiti murume uyu anokurudzira vanhu kunamata Mwari zvisiri pamurao. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vakati, “Munhu uyu, ari kugombedzera vanhu kuti vanamate Mwari nenzira inopesana nomurayiro.” Viz kapitola |