Mabasa 17:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino, ʋakati ʋatora ruɓatso kunaJasoni naʋamŋe, ʋakaʋarega. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino, vakati vatora rubatso kuna Jasoni navamwe, vakavarega. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Pavakanga vatora mari yorubatso kubva kuna Jasoni nokuna vamwe, vakavaregera kuti vaende zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Pavakanga vatora mari yorubatso kubva kuna Jasoni nokuna vamwe, vakavaregera kuti vaende zvavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo vakaita kuti Jasoni navamwe varipe rubatso ndokubva vavaregedza. Viz kapitola |