Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 16:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ʋakagura nenyika yeFrigia neyeGaratia, ʋambodziʋiswa noMŋeya Mutȿene kuparidza shoko paAsia.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Vakagura nenyika yeFirigiya neyeGaratiya, vambodziviswa naMweya Mutsvene kuparidza shoko paAsia.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Vakaenda nokunyika yeFirigia neGaratia pavakanga varambidzwa naMweya Mutsvene kuparidza shoko kuAsia.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Vakaenda nokunyika yeFirigia neGaratia pavakanga varambidzwa naMweya Mutsvene kuparidza shoko kuAsia.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Pauro nevaaiva navo vakafamba nomumatunhu eFirigia neGaratia, vamborambidzwa naMweya Mutsvene kuparidza shoko mudunhu reEzhia.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 16:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy