Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 16:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ipapo murindi wetoroŋgo akapepuka, ndokuʋona mikoʋa yetoroŋgo yakazaruka, akavomora munondo wake, akaɗa kuɀiʋuraya, aciti ʋasuŋgwa ʋatiza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Ipapo murindi wetorongo akapepuka, ndokuona mikova yetorongo yakazaruka, akavhomora munondo wake, akada kuzviuraya, achiti vasungwa vatiza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Muchengeti wejeri paakamuka akaona kuti makonhi ejeri akanga akazaruka akazvomora bakatwa rake avakuda kuzviuraya achifunga kuti vasungwa vakanga vapunyuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Muchengeti wejeri paakamuka akaona kuti makonhi ejeri akanga akazaruka akazvomora bakatwa rake avakuda kuzviuraya achifunga kuti vasungwa vakanga vapunyuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Muchengeti wetorongo akamuka, uye paakaona masuo etorongo azaruka akavhomora munondo wake akada kuzviuraya nokuti akafunga kuti vasungwa vakanga vapunyuka.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 16:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy