Mabasa 16:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Iye akati arairwa kuɗaro, akaʋaisa mutoroŋgo yomukati, akasuŋga makumbo aʋo mumatanda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Iye akati arayirwa kudaro, akavaisa mutorongo yomukati, akasunga makumbo avo mumatanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Paakaudzwa izvi akavaisa mujeri romukatikati akavakachikira makumbo avo mumatanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Paakaudzwa izvi akavaisa mujeri romukatikati akavakachikira makumbo avo mumatanda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Akati agamuchira kurayira uku, akavaisa muchitokisi chomukati akasungirira tsoka dzavo pamatanda. Viz kapitola |