Mabasa 16:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ʋakaenda naʋo kuʋatoŋgi, ʋakati: Ʋanhu aʋa ʋaJuda, ʋanopesanisa guta reɗu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 vakaenda navo kuvatongi, vakati, “Vanhu ava vaJudha, vanopesanisa guta redu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Pavakavaunza kuvatongi vakati: “Varume ava vaJudha uye vari kunyonganisa guta redu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Pavakavaunza kuvatongi vakati: “Varume ava vaJudha uye vari kunyonganisa guta redu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vakavamisa pamberi pavatongi vakati, “Varume ava vaJudha, uye vamutsa bope muguta redu Viz kapitola |