Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 16:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino takati ticipinda panɀimbo yokunyeŋgetera, tikasoŋgana nomumŋe musikana waiʋa nomŋeya wokuʋuka, waiwanira ʋatenzi ʋake mari zhinji nokuʋuka kwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino takati tichipinda panzvimbo yokunyengetera, tikasangana nomumwe musikana aiva nomweya wokuuka, aiwanira vatenzi vake mari zhinji nokuuka kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Patakanga tichienda kunzvimbo yokunamatira takasangana nomumwe musikana muranda aiva nemweya wokuuka. Aipfumisa varidzi vake zvikuru nokuuka ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Patakanga tichienda kunzvimbo yokunamatira takasangana nomumwe musikana muranda aiva nemweya wokuuka. Aipfumisa varidzi vake zvikuru nokuuka ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Nerimwe zuva patakanga tichienda kunzvimbo yokunyengeterera, takasangana nomusikana akanga ari nhapwa akanga ane mweya wokuvuka. Aiwanira vatenzi vake mari zhinji nokuvuka kwake.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 16:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy