Mabasa 15:40 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 asi Pauro wakasanaŋgura Sirasi; akaenda, akaiswa nehama panyasha dzaShe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 asi Pauro wakatsanangura Sirasi; akaenda, akaiswa nehama panyasha dzaIshe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Pauro akasarudza Sirasi. Vakaenda vapedza kukumikidzwa nevehama kunyasha dzaTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Pauro akasarudza Sirasi. Vakaenda vapedza kukumikidzwa nevehama kunyasha dzaTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 asi Pauro akasarudza Sirasi akaenda akakumikidzwa kunyasha dzaShe nehama. Viz kapitola |