Mabasa 15:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ʋakati ʋagara’ko ŋguʋa, ʋakaendiswa nehama nomufaro, ʋakaenda kunaʋakaŋga ʋaʋatuma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Vakati vagarako nguva, vakaendeswa nehama nomufaro, vakaenda kuna vakanga vavatuma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Pavakaona vapedza nguva yakati kuti vakavaperekedza kuti vaende norugare kune vakanga vavatuma. Kune vakanga vavatuma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Pavakaona vapedza nguva yakati kuti vakavaperekedza kuti vaende norugare kune vakanga vavatuma. Kune vakanga vavatuma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Shure kwokunge vambogara kwechinguva ikoko, vakaperekedzwa nehama namaropafadzo orugare kuti vachidzokera havo kuna avo vakanga vavatuma. Viz kapitola |