Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 15:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 ɀinoti: Regai ɀakaɓayirwa ɀifananidzo, neropa, neɀakadzipxa, noʋupombge; kana mukaɀidzora paɀiri, mucaita ɀakanaka. Sarai ɀakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 zvinoti: Regai zvakabayirwa zvifananidzo, neropa, nezvakadzipwa, noupombwe; kana mukazvidzora pazviri, muchaita zvakanaka. Sarai zvakanaka.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 zvokuti: imi musiyane nezvinhu zvakabairwa zvifananidzo zvokunamata, murege musiya nenyama isina kusinzwa uye upombwe. Kana mukarega izvi munoita zvakanaka. Musare zvakanaka.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 zvokuti: imi musiyane nezvinhu zvakabairwa zvifananidzo zvokunamata, murege musiya nenyama isina kusinzwa uye upombwe. Kana mukarega izvi munoita zvakanaka. Musare zvakanaka.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Munofanira kurega zvokudya zvakabayirwa kuzvifananidzo, neropa, nenyama yemhuka dzakadzipwa uye noupombwe. Muchaita zvakanaka kuti murege izvi. Chisarai.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 15:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy