Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 15:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Nokuti Mŋeya Mutȿene nesu takati ɀakanaka, kuti tirege kukutakudzai mutoro mukuru kuneɀinhu iɀi ɀakafanira,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Nokuti Mweya Mutsvene nesu takati zvakanaka, kuti tirege kukutakudzai mutoro mukuru kune zvinhu izvi zvakafanira,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Zvaonekwa zviri zvinhu zvakanaka kuna Mweya Mutsvene nokunesu, kuti tirege kukuremedzai nezvinopfuura izvi chete zvinodiwa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Zvaonekwa zviri zvinhu zvakanaka kuna Mweya Mutsvene nokunesu, kuti tirege kukuremedzai nezvinopfuura izvi chete zvinodiwa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Zvinenge zvakanaka kuMweya Mutsvene nesu kuti tirege kukuremedzai nomutoro upi zvawo unopfuura zvinodikanwa izvi:

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 15:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy