Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 14:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Asi ʋadzidzi ʋakati ʋamukomba, iye akasimuka, akapinda muguta. Fume maŋgwana akaenda Derbe naBarnabasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Asi vadzidzi vakati vamukomba iye akasimuka, akapinda muguta. Fume mangwana akaenda Dhebhe naBhanabhasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Vadzidzi pavakaungana paari, akasimuka akapinda muguta. Mangwana acho akaenda naBhanabhasi kuDhebhe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Vadzidzi pavakaungana paari, akasimuka akapinda muguta. Mangwana acho akaenda naBhanabhasi kuDhebhe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Asi shure kwokunge vadzidzi vaungana vakamukomba, akamuka akadzokera muguta zvakare. Zuva rakatevera akaenda naBhanabhasi kuDhebhe.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 14:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy