Mabasa 14:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Barnabasi ʋakamutumidza Jupiteri, naPauro Merkurio, nokuti ndiye waiʋa mutauri mukuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Bhanabhasi vakamutumidza Jupiteri, naPauro Merikuro, nokuti ndiye aiva mutauri mukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Bhanabhasi vakamuti ndiZeusi, Pauro, nokuti ndiye aiva mutauri mukuru, vakamuti ndiHeremesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Bhanabhasi vakamuti ndiZeusi, Pauro, nokuti ndiye aiva mutauri mukuru, vakamuti ndiHeremesi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Bhanabhasi vakamutumidza kuti Zeusi, uye Pauro vakamutumidza kuti Herimesi nokuti ndiye aiva mutauri mukuru. Viz kapitola |