Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 14:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ʋanhu ʋazhinji ʋakati ʋaʋona ɀaitwa naPauro, ʋakaɗanidzira norurimi rwaʋaRikaonia, ʋaciti: Ʋamŋari ʋaɓurukira kwatiri, ʋaita saʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Vanhu vazhinji vakati vaona zvaitwa naPauro, vakadanidzira norurimi rwavaRikonia, vachiti, “Vamwari vaburukira kwatiri, vaita savanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Mhomho yavanhu payakaona zvakanga zvaitwa naPauro yakadaidzira nechiRikaonia vachiti, “Vamwari vaburuka kwatiri vakaita savanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Mhomho yavanhu payakaona zvakanga zvaitwa naPauro yakadaidzira nechiRikaonia vachiti, “Vamwari vaburuka kwatiri vakaita savanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Vazhinji vakati vaona zvakanga zvaitwa naPauro, vakadanidzira norurimi rwechiRikonia vachiti, “Vamwari vaburuka kwatiri muchimiro chavanhu!”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 14:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy