Mabasa 14:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 akati nenzwi guru: Mira kwaɀo netsoka dzako. Iye akavazuka, akafamba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 akati nezwi guru, “Mira kwazvo netsoka dzako.” Iye akavazuka, akafamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 akataura nezwi riri pamusoro akati, “Simuka umire namakumbo ako.” Iye akakwakuka akafamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 akataura nezwi riri pamusoro akati, “Simuka umire namakumbo ako.” Iye akakwakuka akafamba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 akadanidzira akati, “Simuka netsoka dzako!” Ipapo, murume akakwakuka akatanga kufamba. Viz kapitola |