Mabasa 13:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi ŋaŋga iyo Erimasi (nokuti ndiro zita rake, kana ricishandurwa), akaʋadziʋisa, acitȿaka kutsausa muɓati pakutenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Asi n'anga iyo Erimasi (nokuti ndiro zita rake, kana richishandurwa), akavadzivisa, achitsvaka kutsausa mubati pakutenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi Erimasi munhu wamashiripiti uya, (izvozvi ndizvo zvinoreva zita rake) akavadzivisa achida kuti gavhuna asagamuchire chitendero. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi Erimasi munhu wamashiripiti uya, (izvozvi ndizvo zvinoreva zita rake) akavadzivisa achida kuti gavhuna asagamuchire chitendero. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi Erimasi nʼanga (nokuti ndizvo zvaireva zita rake) akavapikisa akaedza kutsausa mubati uyu pakutenda. Viz kapitola |