Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 13:48 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

48 Ɀino ʋahedeni ʋakati ʋacinzwa iɀoɀo, ʋakafara, ʋakakudza shoko raShe; naʋose ʋakaŋga ʋatarirwa ʋupenyu bgusiŋgaperi ʋakatenda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

48 Zvino vahedheni vakati vachinzwa izvozvo, vakafara, vakakudza shoko raIshe; navose vakanga vatarirwa upenyu husingaperi vakatenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

48 Vechirudzi pavakazvinzwa, vakafara vakarumbidza Shoko raMwari, vose zvavo vakanga vakasarudzirwa upenyu usingaperi vakatenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

48 Vechirudzi pavakazvinzwa, vakafara vakarumbidza Shoko raMwari, vose zvavo vakanga vakasarudzirwa upenyu usingaperi vakatenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

48 VeDzimwe Ndudzi vakati vanzwa izvozvo, vakafara uye vakakudza shoko raShe; uye vose vakanga vakatarirwa upenyu husingaperi vakatenda.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 13:48

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy