Mabasa 13:45 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino ʋaJuda ʋakati ʋaciʋona ʋanhu ʋazhinji, ʋakazara negoɗo, ʋakaramba ɀakarebga naPauro, ʋacimhura Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Zvino vaJudha vakati vachiona vanhu vazhinji, vakazara negodo, vakaramba zvakarehwa naPauro, vachimhura Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 VaJudha pavakaona manyore manyore avanhu vakazadzwa neshanje vakapikisana nezvaitaurwa naPauro vakamunyomba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 VaJudha pavakaona manyore manyore avanhu vakazadzwa neshanje vakapikisana nezvaitaurwa naPauro vakamunyomba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 VaJudha vakati vaona vanhu vazhinji, vakazadzwa negodo vakataura zvakaipa pamusoro pezvakanga zvichitaurwa naPauro. Viz kapitola |