Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 13:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Nokuti Davidi wakati aita kuɗa kwaMŋari parudzi rwake, akaʋata rufu, akaʋigwa kunamadziɓaɓa ake, akaʋona kuʋora.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Nokuti Dhavhidhi akati aita kuda kwaMwari parudzi rwake, akavata rufu, akavigwa kuna madzibaba ake, akaona kuora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Nokuti Dhavhidhi paakapedza kuita zvaakanga atarirwa naMwari kuti aite muchizvarwa chake akafa akandovigwa pamwechete namadzitateguru ake akaora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Nokuti Dhavhidhi paakapedza kuita zvaakanga atarirwa naMwari kuti aite muchizvarwa chake akafa akandovigwa pamwechete namadzitateguru ake akaora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 “Nokuti Dhavhidhi akati aita kuda kwaMwari pamazuva ake, akavata; akavigwa namadzibaba ake uye muviri wake wakaora.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 13:36

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy