Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 13:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ʋakati ʋacishumira Ishe, nokuɀinyima ɀokudya, Mŋeya Mutȿene akati: Nditsaurirei Barnabasi naSauro kuɓate‐ɓasa randakaʋaɗanira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Vakati vachishumira Ishe, nokuzvinyima zvokudya, Mweya Mutsvene akati, “Nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kubata basa randakavadanira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Pavainamata Tenzi uye vachitsanya, Mweya Mutsvene akati nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kuti vaite basa randavasarudzira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Pavainamata Tenzi uye vachitsanya, Mweya Mutsvene akati nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kuti vaite basa randavasarudzira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Pavakanga vachinamata Ishe uye vachitsanya, Mweya Mutsvene akati, “Nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kuti vabate basa randakavadanira.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 13:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy