Mabasa 11:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi inzwi rakapindura rwecipiri, ricibva kuɗeŋga, riciti: Ico cakanatswa naMŋari, iwe usati, hacina‐kunaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Asi izwi rakapindura rwechipiri, richibva kudenga, richiti, ‘Icho chakanatswa naMwari, iwe usati, hachina kunaka.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi izwi rakapindura kechipiri richibva kudenga richiti, ‘Zvinenge zvachenurwa naMwari usazviti zvakan'ora.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Asi izwi rakapindura kechipiri richibva kudenga richiti, ‘Zvinenge zvachenurwa naMwari usazviti zvakan'ora.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Inzwi rakataurazve kechipiri richibva kudenga richiti, ‘Usati chinhu chipi zvacho chakanatswa naMwari hachina kunaka.’ Viz kapitola |