Mabasa 10:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Iye akamutarisisa, akatya, akati: Cinyiko Ishe? Akati kwaari: minyeŋgetero yako neɀipo ɀako ɀakwira pamberi paMŋari, ɀaraŋgarirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Iye akamutarisisa, akatya, akati, “Chinyiko Ishe?” Akati kwaari, “Minyengetero yako nezvipo zvako zvakwira pamberi paMwari, zvarangarirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akamutarisisa achitya akati, “Chiiko nhai Tenzi?” Mutumwa ndokuti, “Minamato yako nezvipo zvako kuvanhu zvakwira kudenga sechinhu chinoyeukwa pamberi paMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akamutarisisa achitya akati, “Chiiko nhai Tenzi?” Mutumwa ndokuti, “Minamato yako nezvipo zvako kuvanhu zvakwira kudenga sechinhu chinoyeukwa pamberi paMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Koniriasi akatarisa kwaari achitya, akati, “Chinyiko, Ishe?” Mutumwa akapindura akati, “Minyengetero yako nezvipo zvako kuvarombo zvakwira kudenga sechipiriso chechirangaridzo pamberi paMwari. Viz kapitola |