Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 10:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino neŋguʋa ineŋge yepfumbamŋe yezuʋa akaʋona kwaɀo, neɀaakaratidzwa, mutumŋa waMŋari acipinda kwaari, aciti kwaari: Kornerio!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino nenguva inenge yepfumbamwe yezuva akaona kwazvo, nezvaakaratidzwa, mutumwa waMwari achipinda kwaari, achiti kwaari, “Konerio!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Paawa yechitatu yamasikati akanyatsoona muchiratidzo mutumwa waMwari achipinda maaiva achiti, “Koneriasi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Paawa yechitatu yamasikati akanyatsoona muchiratidzo mutumwa waMwari achipinda maaiva achiti, “Koneriasi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Mumwe musi panguva inenge yechitatu masikati akaona chiratidzo. Akanyatsoona mutumwa waMwari, uyo akauya kwaari akati, “Koniriasi!”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 10:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy