Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 10:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 akati kwaʋari: Imi munoziʋa kuti haɀina‐kufanira kuti muJuda afambidzane nomunhu worumŋe rudzi, kana kuʋuya kwaari. Asi Mŋari wakandiratidza, kuti ndirege kuti munhu haana‐kunaka, kana kuti unetȿina;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 akati kwavari, “Imi munoziva kuti hazvina kufanira kuti muJudha afambidzane nomunhu worumwe rudzi, kana kuuya kwaari. Asi Mwari akandiratidza, kuti ndirege kuti munhu haana kunaka, kana kuti ane tsvina;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 akati kwavari, “Imi munozviziva pachenyu kuti zvinorambidzwa nomutemo zvakadii kuti muJudha afambidzane kana kushanyira ani zvake worumwe rudzi asi Mwari wandiratidza kuti handifaniri kuti ani zvake haakodzeri kana kuti akan'ora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 akati kwavari, “Imi munozviziva pachenyu kuti zvinorambidzwa nomutemo zvakadii kuti muJudha afambidzane kana kushanyira ani zvake worumwe rudzi asi Mwari wandiratidza kuti handifaniri kuti ani zvake haakodzeri kana kuti akan'ora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Akati kwavari, “Imi munozviziva kuti hazvibvumirwi nomurayiro wedu kuti muJudha adyidzane nomuhedheni kana kumushanyira. Asi Mwari andiratidza kuti handifaniri kuti nditi munhu haana kunaka kana kuti ane tsvina.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 10:28

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy