Mabasa 1:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akati kwaʋari: Haɀina‐kufanira kuti muziʋe ŋguʋa kana misi yakatarwa naƂaɓa ʋamene nesimba raʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Akati kwavari, “Hazvina kufanira kuti muzive nguva kana misi yakatarwa naBaba vamene nesimba ravo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Iye akati, “Hazvisi zvenyu kuziva misi nenguva dzakatemwa naBaba nesimba ravo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Iye akati, “Hazvisi zvenyu kuziva misi nenguva dzakatemwa naBaba nesimba ravo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Akati kwavari, “Hazvisi kwamuri kuti muzive nguva kana musi wakatarwa naBaba nesimba ravo pachavo. Viz kapitola |