Kuungudza 5:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nhaka yeɗu yaenda kuʋatorwa, Nedzimba dzeɗu kunoʋokumŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Nhaka yedu yaenda kuvatorwa, nedzimba dzedu kune vokumwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Nhaka yedu yashanduka yava yavatorwa, dzimba dzedu dzava dzamabvakure. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Nhaka yedu yashanduka yava yavatorwa, dzimba dzedu dzava dzamabvakure. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Nhaka yedu yakapiwa kuvatorwa, misha yedu kumabvakure. Viz kapitola |