Judasi 1:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kunyaŋge ɀakaɗaro, ʋanhu aʋa pakurota kwaʋo ʋanoȿiɓisa nyama yaʋo saiɀoɀo, ʋaciramba ʋukuru, nokutuka aʋo ʋanokubginya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Kunyange zvakadaro, vanhu ava pakurota kwavo vanosvibisa nyama yavo saizvozvo, vachiramba ukuru, nokutuka avo vanokubwinya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nenzira imwecheteyo, vanhu ava, mune zvavanorotswa, vanon'oresa miviri yavo vachiramba kuteerera vakuru nokushonha vaya vembiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nenzira imwecheteyo, vanhu ava, mune zvavanorotswa, vanon'oresa miviri yavo vachiramba kuteerera vakuru nokushonha vaya vembiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nenzira imwe cheteyo, ava varoti vanosvibisa miviri yavo, vachiramba vakuru uye vachituka zvisikwa zvokudenga. Viz kapitola |