Judasi 1:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Iʋo ʋaŋuŋuni naʋasiŋgatendi neɀavanaɀo, ʋanofamba nokuciʋa kwaʋo; (miromo yaʋo inotaura mashoko okuɀikudza), ʋacikudza ʋanhu nokuɗa kwokufumiswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ivo vanyunyuti vasingatendi nezvavanazvo, vanofamba nokuchiva kwavo; (miromo yavo inotaura mashoko okuzvikudza), vachikudza vanhu nokuda kwokufumiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vanhu ivava vanhu vokunyunyuta vasingagutsikani, vanoita zvinoda havi dzavo, vanamupoperi vokuzvikudza, vanorumbidza vanhu zvokuvabata kumeso vachida zvavanoda kuwana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Vanhu ivava vanhu vokunyunyuta vasingagutsikani, vanoita zvinoda havi dzavo, vanamupoperi vokuzvikudza, vanorumbidza vanhu zvokuvabata kumeso vachida zvavanoda kuwana.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vanhu ava vanyunyuti uye vapomeri; vanotevera kuchiva kwavo vamene; vanozvirumbidza pachavo uye vanobata vamwe kumeso kuti zvivanakire ivo. Viz kapitola |