Online Bible

- Reklamy -




Joshua 9:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ʋarume ʋaIsraeri ʋakati kuʋaHivi: Ɀimŋe mugere pakati peɗu; tiŋgaita suŋgano nemi seiko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Varume vaIsiraeri vakati kuvaHivhi, “Zvimwe mugere pakati pedu; tingaita sungano nemi seiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi varume vechiIsiraeri vakati kuvaHivhi, “Ko zvimwe mungadaro muri vanhu vagere pakati pedu, tingagoita sei chitenderano nemi pakadaro?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Asi varume vechiIsiraeri vakati kuvaHivhi, “Ko zvimwe mungadaro muri vanhu vagere pakati pedu, tingagoita sei chitenderano nemi pakadaro?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Zvino varume veIsraeri vakati kuvaHivhi, “Asi zvichida munogara pedyo nesu. Tingagoita sungano nemi sei?”

Viz kapitola kopírovat




Joshua 9:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy