Joshua 9:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋakaenda kunaJoshua kumisasa paGirgari, ʋakati kwaari nokuʋarume ʋaIsraeri: Tinobva kunyika iri kure; naiɀoɀo itai suŋgano nesu ɀino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Vakaenda kuna Joshua kumisasa paGirigari, vakati kwaari nokuvarume vaIsiraeri, “Tinobva kunyika iri kure; naizvozvo itai sungano nesu zvino.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vakaenda kuna Joshuwa pamatendhe kuGirigari, vakataurira iye navaIsiraeri vachiti, “Tabva kunyika iri kure kwazvo. Zvino tinokumbirawo kuti muite chitenderano nesu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vakaenda kuna Joshuwa pamatendhe kuGirigari, vakataurira iye navaIsiraeri vachiti, “Tabva kunyika iri kure kwazvo. Zvino tinokumbirawo kuti muite chitenderano nesu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ipapo vakaenda kuna Joshua mumusasa paGirigari ndokubva vati kwaari nokuvarume veIsraeri, “Tabva kunyika iri kure; zvino itai sungano nesu.” Viz kapitola |