Online Bible

- Reklamy -




Joshua 9:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino mazuʋa matatu akati apera, ʋaita suŋgano naʋo, ʋakanzwa kuti ʋagere pedyo naʋo napakati paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino mazuva matatu akati apera, vaita sungano navo, vakanzwa kuti vagere pedyo navo napakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Kwakati kwapera mazuva matatu mushure mokuita chitenderano navo, vakazonzwa kuti vakanga vari vavakidzani navo, vakanga vagere pedyo navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Kwakati kwapera mazuva matatu mushure mokuita chitenderano navo, vakazonzwa kuti vakanga vari vavakidzani navo, vakanga vagere pedyo navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Zvino mushure mamazuva matatu vaita sungano navaGibheoni, vaIsraeri vakanzwa kuti vakanga vari vavakidzani, vagere pedyo navo.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 9:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy