Joshua 8:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino Joshua akaʋatuma, ʋakaenda kundoʋanda, ʋakagara pakati peBeteri neAi, kurutiʋi rwamaʋirazuʋa rweAi; asi Joshua wakaʋata pakati paʋanhu ʋusiku ubgo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino Joshua akavatuma, vakaenda kundovanda, vakagara pakati peBheteri neAi, kurutivi rwamavirazuva rweAi; asi Joshua wakavata pakati pavanhu usiku uhwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Joshuwa akavati vachienda. Ivo ndokubva vaenda kunzvimbo yavo yokuhwanda iri pakati peBhetieri neAi, kuri kumadokero kweAi. Asi Joshuwa akarara usiku ihwohwo ari mukati mavanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Joshuwa akavati vachienda. Ivo ndokubva vaenda kunzvimbo yavo yokuhwanda iri pakati peBhetieri neAi, kuri kumadokero kweAi. Asi Joshuwa akarara usiku ihwohwo ari mukati mavanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo Joshua akavatuma, vakaenda kunzvimbo yokunovandira vakagara pakati peBheteni neAi, kumavirazuva kweAi, asi Joshua akarara kuvanhu usiku ihwohwo. Viz kapitola |