Joshua 8:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Naʋamŋe ʋakaɓuɗa muguta kuzorwa naʋo; naiɀoɀo ʋakaŋga ʋari pakati paʋaIsraeri, ʋamŋe necoʋuno ʋamŋe necokoko; ʋakaʋaʋuraya, kuȿikira ʋasina‐kurega mumŋe waʋo ari mupenyu, kana wakatiza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Navamwe vakabuda muguta kuzorwa navo; naizvozvo vakanga vari pakati pavaIsiraeri, vamwe nechouno vamwe nechokoko; vakavauraya, kusvikira vasina kurega mumwe wavo ari mupenyu, kana wakatiza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 VaIsiraeri vokupinda muguta vaya vakavabudirawo, saizvozvo ivo vakanga vava pakati, vachiti uku vaIsiraeri uku vaIsiraeri. VaIsiraeri vakavauraya zvokuti hakuna akasara ari mupenyu kana akapunyuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 VaIsiraeri vokupinda muguta vaya vakavabudirawo, saizvozvo ivo vakanga vava pakati, vachiti uku vaIsiraeri uku vaIsiraeri. VaIsiraeri vakavauraya zvokuti hakuna akasara ari mupenyu kana akapunyuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Varume vakanga vakavandira vakabudawo muguta kuzorwa navo, naizvozvo vakabva vaiswa pakati pavaIsraeri, vamwe nechokuno, vamwe nechokoko. VaIsraeri vakavauraya zvokusasiya kana mumwe chete wavo ari mupenyu kana vakatiza. Viz kapitola |