Joshua 8:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ipapo ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari muguta ʋakakokwa kundoʋateʋera; ʋakateʋera Joshua, ʋakanyeŋgerwa kure neguta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ipapo vanhu vose vakanga vari muguta vakakokwa kundovatevera; vakatevera Joshua, vakanyengerwa kure neguta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vanhu vose vaiva muguta iri vakakokorodzwa kuti vavadzingirire. Vachidzingirira Joshuwa kudaro vakatenge vachikwezverwa kure neguta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Vanhu vose vaiva muguta iri vakakokorodzwa kuti vavadzingirire. Vachidzingirira Joshuwa kudaro vakatenge vachikwezverwa kure neguta. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Varume vose veAi vakadaidzwa kuti vavadzingirire, uye vakadzingirira Joshua vachibva vakwezvwa kubva kuguta. Viz kapitola |