Joshua 7:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋakadzokera kunaJoshua, ʋakati kwaari: Ʋanhu ʋose ŋgaʋarege kukwira; ʋarume ʋaneŋge ɀuru ɀiʋiri kana ɀitatu ŋgaʋaende kundorwa neAi, asi ʋanhu ʋose ŋgaʋarege haʋo kutambudzwa kuenda’ko, nokuti ʋashoma haʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Vakadzokera kuna Joshua, vakati kwaari, “Vanhu vose ngavarege kukwira; varume vanenge zviuru zviviri kana zvitatu ngavaende kundorwa neAi, asi vanhu vose ngavarege havo kutambudzwa kuendako, nokuti vashoma havo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vakadzoka kuna Joshuwa vakati kwaari, “Regai kuti vanhu vose vakwireko, ingotii chete varume zviuru zviviri kana zvitatu vakwire ikoko, varwise guta reAi. Regai zvenyu kutambudza vanhu nokuendesa vose ikoko nokuti vanhu voko vashoma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vakadzoka kuna Joshuwa vakati kwaari, “Regai kuti vanhu vose vakwireko, ingotii chete varume zviuru zviviri kana zvitatu vakwire ikoko, varwise guta reAi. Regai zvenyu kutambudza vanhu nokuendesa vose ikoko nokuti vanhu voko vashoma.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Pavakadzoka kuna Joshua, vakati, “Hazvifaniri kuti vanhu vose vaende kundorwa neAi. Tumirai varume zviuru zviviri kana zvitatu kuti vaitore, mugorega kunetsa vanhu vose ava, nokuti ikoko kuna vanhu vashomanana chete.” Viz kapitola |