Joshua 7:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino Joshua akati: Wakatipinzireiko paɗambudziko? Jehova ucakupinza paɗambudziko nhasi. Ipapo ʋaIsraeri ʋose ʋakamutaka namabge, ʋakaʋapisa nomŋoto, nokuʋataka namabge. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino Joshua akati, “Wakatipinzireiko padambudziko? Jehovha uchakupinza padambudziko nhasi.” Ipapo vaIsiraeri vose vakamutaka namabwe, vakavapisa nomoto, nokuvataka namabwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Joshuwa akati, “Ko iwe wakatipinzirei munhamo yakadai? Nhasi uno, Tenzi akupinzawo munhamo.” VaIsiraeri vose vakamutema namabwe, pamwechete navaaiva navo, vakavapisa nomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Joshuwa akati, “Ko iwe wakatipinzirei munhamo yakadai? Nhasi uno, Tenzi akupinzawo munhamo.” VaIsiraeri vose vakamutema namabwe, pamwechete navaaiva navo, vakavapisa nomoto. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Joshua akati, “Watipinzireiko mudambudziko iri? Jehovha achakupinza mudambudziko nhasi.” Ipapo vaIsraeri vose vakamutema namatombo, uye shure kwokuvatema vose, vakavapisa nomoto. Viz kapitola |