Online Bible

- Reklamy -




Joshua 7:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino Joshua akati kunaAkani: Mŋana waŋgu, cikudza Jehova Mŋari waIsraeri, uɀireʋurure kwaari; ndiʋudze ɀino ɀawakaita, usandiʋanzira iɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino Joshua akati kuna Akani, “Mwana wangu, chikudza Jehovha Mwari waIsiraeri, uzvireurure kwaari; ndiudze zvino zvawakaita, usandivanzira izvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Joshuwa akati kuna Akani, “Mwanangu pano apaka, chiremekedza Tenzi, Mwari wavaIsiraeri umurumbidze, ureurure kwandiri zvawakaita usandivanzire.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Joshuwa akati kuna Akani, “Mwanangu pano apaka, chiremekedza Tenzi, Mwari wavaIsiraeri umurumbidze, ureurure kwandiri zvawakaita usandivanzire.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Ipapo akati kuna Akani, “Mwanakomana wangu, ipa mbiri kuna Jehovha, Mwari waIsraeri, ureurure kwaari. Ndiudze kuti chii chawaita; usandivanzira.”

Viz kapitola kopírovat




Joshua 7:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy